Mangwanani–ngwanani, kuchiri kutema, Jesu akamuka akabuda achienda kunzvimbo isina vanhu kwaakandonamata ikoko. Simoni navamwe vaiva naye vakazotevera vachimutsvaka. Kuzoti vamuwana, vakati kwaari, “Vanhu vose vari kukutsvakai.”
Verenga chikamu Mariko 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mariko 1:35-37
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo