Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateo 7:4-5

Mateo 7:4-5 BDSC

Ungati sei kuhama yako, ‘Rega ndibvise kabanzu kari muziso rako,’ asi iwe nguva dzose uine puranga riri muziso rako? Iwe munyengeri, tanga wabvisa puranga riri muziso rako, ipapo unozoona zvakanaka kuti ukwanise kubvisa kabanzu kari muziso rehama yako.