Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mateu 7:4-5

Mateu 7:4-5 SNA2002

Kana ungataura seiko kuhama yako, uchiti, ‘Rega, ndibvise kabanzu muziso rako,’ izvo danda riri muziso rako? Iwe munyengeri, tanga kubvisa danda muziso rako; ugoona kwazvo kubvisa kabanzu muziso rehama yako.

Verenga chikamu Mateu 7