Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 19:12-13

Ruka 19:12-13 BDSC

Akati, “Mumwe murume weimba huru, akaenda kunyika iri kure kuti andogadzwa kuti ave mambo uye agodzoka. Saka akadana varanda vake gumi akavapa zviuru gumi zvamadhora. Akati, ‘Shandisai mari iyi kusvikira ndadzoka.’