Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 19:12-13

Ruka 19:12-13 SCLB

Naizvozvo akati, “Mumwe murume wokumbahuru akaenda kune imwe nyika iri kure kundopiwa umambo achizodzoka. Akashevedza varanda vake gumi akavapa gumi repondo, achiti kwavari, ‘Itai mhindu nayo kusvikira ndauya.’

Verenga chikamu Ruka 19