Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 10:40-42

Ruka 10:40-42 BDSC

Asi Marita akatadziswa kuteerera nokuda kwokugadzirira kwose kwaifanira kuitwa. Akauya kwaari akati, “Ishe hamuna hanya here kuti mununʼuna wangu andisiya ndichingoshanda ndoga? Muudzei kuti andibatsirewo!” Ishe akapindura akati, “Marita, Marita, uri kufunganya nokugumburwa pamusoro pezvinhu zvizhinji, asi pane chinhu chimwe chete chinodikanwa. Maria asarudza chinhu chiri nani, uye haazochitorerwi.”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neRuka 10:40-42