Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ruka 10:40-42

Ruka 10:40-42 SNA2002

Asi Marita akanga achitambudzika nokushanda zvikuru, akauya, akati, “Ishe, hamuna hanya muchiona munun'una wangu achindirega ndichishanda ndoga here? Muudzei andibatsire.” Ishe akapindura, akati kwaari, “Marita! Marita! Unofunganya, nokuzvitambudza nezvinhu zvizhinji, asi chinhu chimwe chinodikanwa; nokuti Maria akasanangura mugove wakanaka, waasingazotorerwi.”

Verenga chikamu Ruka 10

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neRuka 10:40-42