Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 8:32-33

Johani 8:32-33 BDSC

Ipapo muchaziva zvokwadi, uye zvokwadi ichakusunungurai.” Ivo vakamupindura vachiti, “Isu tiri zvizvarwa zvaAbhurahama uye hatina kumbova varanda vomumwe munhu. Ungareva sei kuti tichasunungurwa?”