Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 8:32-33

Johani 8:32-33 SCLB

uye muchaziva chokwadi, uyezve chokwadi chichakupai rusununguko.” Vakamupindura vachiti, “Isu tiri zvizvarwa zvaAbhurahamu hatisati tambova varanda vomumwe munhu. Zvino ungagotaura sei uchiti muchawana rusununguko?”

Verenga chikamu Johani 8