Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 20:26

Johani 20:26 BDSC

Vhiki yakati yapera, vadzidzi vake vakanga vari mumba zvakare, uye Tomasi akanga anavo. Kunyange zvazvo mikova yakanga yakapfigwa, Jesu akauya akamira pakati pavo akati, “Rugare ngaruve kwamuri!”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 20:26