Johani 20:26
Johani 20:26 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mazuva masere akati apfuurazve, vadzidzi vakanga varimo mukati, naTomasi anavo. Jesu akauya, misuo yapfigwa, akamira pakati pavo, akati, “Rugare kwamuri!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vhiki yakati yapera, vadzidzi vake vakanga vari mumba zvakare, uye Tomasi akanga anavo. Kunyange zvazvo mikova yakanga yakapfigwa, Jesu akauya akamira pakati pavo akati, “Rugare ngaruve kwamuri!”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20Johani 20:26 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mushure memazuva masere vadzidzi vake vakanga vari mumba muyazve uye Tomasi akanga ainavo. Makonhi akanga akapfigwa, Jesu akauya akamira pakati pavo akati kwavari, “Rugare ngaruve nemi.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 20