Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 17:9-10

Johani 17:9-10 BDSC

Ndinovanyengeterera. Handisi kunyengeterera nyika, asi avo vamakandipa nokuti ndevenyu. Zvose zvandinazvo ndezvenyu, uye zvose zvamunazvo ndezvangu. Uye kukudzwa kwakauya kwandiri kubudikidza navo.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 17:9-10