Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 17:9-10

Johani 17:9-10 SCLB

Ndiri kuvanamatira, handisi kunamatira pasi asi avo vamakandipa nokuti ndevenyu. Zvose zvangu ndezvenyu uye zvenyu ndezvangu uyezve ndinowana mbiri mavari.

Verenga chikamu Johani 17

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 17:9-10