Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 13:15-17

Johani 13:15-17 BDSC

Ndakupai muenzaniso kuti muite sezvandakuitirai imi. Ndinokuudzai chokwadi kuti, muranda haasi mukuru kuna tenzi wake, uye atumwa haasi mukuru kupfuura amutuma. Zvino zvamava kuziva zvinhu izvi, mucharopafadzwa kana mukazviita.