Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 13:15-17

Johani 13:15-17 SNA2002

“Ndakakuratidzai makwara kuti muite imi sezvandakakuitirai ini. Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, Muranda haasi mukuru kuna ishe wake, uye wakatumwa mukuru kune akamutuma. Kana muchizviziva izvi, makaropafadzwa kana muchizviita.

Verenga chikamu Johani 13