Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 11:21-23

Johani 11:21-23 BDSC

Marita akati kuna Jesu, “Ishe, dai maiva pano, hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. Asi ndinoziva kuti kunyange izvozvi Mwari achakupai zvose zvamuchakumbira.” Jesu akati kwaari, “Hanzvadzi yako ichamukazve.”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 11:21-23