Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 11:21-23

Johani 11:21-23 SCLB

Marita akati kuna Jesu, “Tenzi dai makanga muri pano hanzvadzi yangu ingadai isina kufa. Nyange iye zvino ndinoziva kuti chose chamunokumbira kuna Mwari, Mwari anokupai.” Jesu akati kwaari, “Hanzvadzi yako ichamukazve.”

Verenga chikamu Johani 11

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neJohani 11:21-23