Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Johani 1:9-10

Johani 1:9-10 BDSC

Chiedza chezvokwadi chinovhenekera vanhu vose chainge chichizouya munyika. Akanga ari munyika, uye kunyange nyika yakaitwa kubudikidza naye, nyika haina kumuziva.