Johani 1:9-10
Johani 1:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Chiedza chezvokwadi chinovhenekera vanhu vose chainge chichizouya munyika. Akanga ari munyika, uye kunyange nyika yakaitwa kubudikidza naye, nyika haina kumuziva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1Johani 1:9-10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ichi chaiva chiedza chechokwadi, chinovhenekera munhu mumwe nomumwe, pakusvika kwake panyika. Akanga ari panyika, asi nyika haina kumuziva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1Johani 1:9-10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
chiedza chechokwadi, chinovhenekera munhu wose, chiri kuuya pasi pano. 10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Johani 1