Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Isaya 56:6-7

Isaya 56:6-7 BDSC

Uye vatorwa vakazvipira kuna Jehovha kuti vamushumire, kuti vade zita raJehovha, uye vamunamate, vose vanochengeta Sabata vasingarisvibisi vachibatisisa sungano yangu, ivava ndichavauyisa kugomo rangu dzvene ndigovapa mufaro muimba yangu yokunyengetera. Zvipiriso zvavo zvinopiswa nezvibayiro zvichagamuchirwa paaritari yangu; nokuti imba yangu ichanzi imba yokunyengetera yendudzi dzose.”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neIsaya 56:6-7