Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 6:7-8

Genesisi 6:7-8 BDSC

Saka Jehovha akati, “Ndichabvisa vanhu pamusoro penyika ivo vanhu vandakaisa, vanhu nemhuka, nezvisikwa zvinokambaira pamusoro pevhu, neshiri dzedenga, nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.” Asi Noa akawana nyasha pamberi paJehovha.