Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesi 6:7-8

Genesi 6:7-8 SNA2002

Jehovha akati, “Ndichaparadza vanhu vandakasika ndivabvise panyika vanhu, nemhuka, nezvinokambaira, neshiri dzedenga; nokuti ndinozvidemba kuti ndakazviita.” Asi Noa wakawana tsitsi pamberi paJehovha.

Verenga chikamu Genesi 6