Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesisi 15:18-20

Genesisi 15:18-20 BDSC

Pazuva iro, Jehovha akaita sungano naAbhurama akati, “Nyika iyi ndinoipa kuzvizvarwa zvako, kubva kurwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, Yufuratesi, nyika yavaKeni, navaKenazi, vaKadhimoni, vaHiti, vaPerizi, vaRefaimi