Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Genesi 15:18-20

Genesi 15:18-20 SNA2002

Nomusi iwoyo Jehovha akaita sungano naAbhuramu, akati, “Vana vako ndavapa nyika iyi, kubva parwizi rweIjipiti kusvikira kurwizi rukuru, runonzi Yufuratesi. VaKeni, navaKenizi, navaKadhimoni, navaHeti, navaPerezi, navaRefaimi

Verenga chikamu Genesi 15