Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Ekisodho 6:28-30

Ekisodho 6:28-30 BDSC

Zvino Jehovha paakataura naMozisi muIjipiti, akati kwaari, “Ndini Jehovha. Taurira Faro mambo weIjipiti zvose zvandinokuudza.” Asi Mozisi akati kuna Jehovha, “Sezvo ndichitaura nemiromo inokakama, Faro angateerera kwandiri seiko?”