Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Kubuda 6:28-30

Kubuda 6:28-30 SCLB

Tenzi paakataura naMosesi munyika yeIjipiti, akati, “Ndini Tenzi! Enda undoudza Farao mambo weIjipiti zvinhu zvose zvandinokutaurira.” Asi Mosesi akataura ipapo pana Tenzi achiti, “Tarisaika muone kuti ini kutaura handinyatsogona. Zvino munoti Farao anganditeererewo here?”

Verenga chikamu Kubuda 6