Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 6:18-20

VaEfeso 6:18-20 BDSC

Uye munyengetere muMweya nguva dzose nemhando dzose dzeminyengetero nemikumbiro. Muine izvi mupfungwa dzenyu, murinde uye murambe muchinyengeterera vatsvene. Munyengeterere neniwo, kuti pose pandinoshama muromo wangu, ndipiwe mashoko kuitira kuti ndigozivisa chakavanzika chevhangeri ndisingatyi, iro randiri nhume yakasungwa nengetani. Nyengeterai kuti ndiritaure ndisingatyi, sezvandinofanira.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaEfeso 6:18-20