munyengetere nguva dzose nokunyengetera kwose nokukumbira muMweya, muchirinda pazvinhu izvi nokutsunga kwose nokukumbirira vatsvene vose, neniwo, kuti ndipiwe shoko kuti ndidudzire ndisingatyi zvakavanzika zveVhangeri, yandiri nhume yayo yakasungwa nengetani; kuti ndizvitaure ndisingatyi, sezvandinofanira kutaura.
Verenga chikamu VaEfeso 6
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: VaEfeso 6:18-20
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo