Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 5:21-25

VaEfeso 5:21-25 BDSC

Muzviise pasi pomumwe nomumwe wenyu muchitya Kristu. Vakadzi, muzviise pasi pavarume venyu sezvamunoita kuna She. Nokuti murume musoro womukadzi saKristu ari musoro wekereke, iwo muviri wake, iyo yaari muponesi wayo. Zvino sezvo kereke ichizviisa pasi paKristu, saizvozvowo vakadzi vanofanira kuzviisa pasi pavarume vavo pazvinhu zvose. Varume, idai vakadzi venyu, saKristu akada kereke uye akazvipa nokuda kwayo