Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Vaefeso 5:21-25

Vaefeso 5:21-25 SCLB

Zviisei pasi pomumwe nomumwe wenyu pamusana pokuremekedza Kristu. Imi vadzimai zviisei pasi pavarume venyu sokuna Tenzi nokuti murume ndiye musoro womudzimai sezvakangoita Kristu ari musoro wesangano iro riri muviri wake uye iye ari mununuri waro. Sangano sezvariri pasi paKristu, vadzimaiwo ngavave pasi pavarume vavo muna zvose. Imi varume idai vadzimai venyu sokuda kwakaita Kristu sangano akazvipira

Verenga chikamu Vaefeso 5