Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

VaEfeso 2:8-10

VaEfeso 2:8-10 BDSC

Nokuti makaponeswa nenyasha, kubudikidza nokutenda, uye izvi hazvibvi kwamuri, chipo chaMwari, kwete namabasa, kuti parege kuva nomunhu anozvikudza. Nokuti tiri basa raMwari, rakasikwa muna Kristu Jesu kuti tiite mabasa akanaka, akagadzirwa naMwari kare kuti tiaite.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe neVaEfeso 2:8-10