Sarudzo Yakakurisisa yeHupenyu Hwako!

6 Mazuva
Sarudzo zhinji dzatinoita muhupenyu dzakakosha. Asi, pane sarudzo imwe chete yakakosha kudarika dzimwe dzose. Kana uri kutsvaga mufambiro uri nyore unokusvitsa pakunzwisisa kuzere kwesarudzo yakakoshesesa iyi - chipo chekuponeswa pamweya chatakapuhwa pasina muripo naMwari - chibva wangotangira ipo pano. Kubva mubhuku rinonzi “Out of this World: A Christian’s Guide to Growth and Purpose” rakanyora naDavid J. Swandt.
Tinoda kutenda Makumi maviri Kutenda, Inc nekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: http://www.twenty20faith.org/yvdevtmp