Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Muparidzi 9:1

Muparidzi 9:1 BDSC

Nokudaro ndakafunga pamusoro pezvose izvi uye ndikapedzisira nokuti vakarurama navakachenjera, nezvavanoita zviri mumaoko aMwari, asi hakuna munhu anoziva kuti rudo here kana ruvengo zvakamumirira.