Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 2:1-4

1 Timoti 2:1-4 BDSC

Naizvozvo, pakutanga kwezvose, ndinokurayirai kuti vanhu vose vakumbirirwe, vanyengetererwe, varevererwe, vavongerwe, madzimambo navose vari kutonga, kuti tigare norugare uye norunyararo pakurarama muumwari hwose nomuutsvene. Izvi zvakanaka uye zvinofadza Mwari muponesi wedu. Anoda kuti vanhu vose vaponeswe uye kuti vazive chokwadi.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Timoti 2:1-4