Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Timoti 1:5-7

1 Timoti 1:5-7 BDSC

Chinovavarirwa nomurayiro uyu ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, hana yakanaka nokutenda kwechokwadi. Vamwe vakarasika kubva pazvinhu izvi uye vakatsaukira mukutaura kusina maturo. Vanoda kuva vadzidzisi vomurayiro, asi havazivi zvavari kutaura pamusoro pazvo kana izvo zvavari kushingira kusimbisa.