Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo vachida kuva vadzidzisi voMutemo asi vasinganzwisi zvavanotaura kana kuziva zvinhu zvacho zvavanenge vachitaura nezvazvo.
Verenga chikamu 1 Timoti 1
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: 1 Timoti 1:5-7
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo