Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 2:3-6

1 Johani 2:3-6 BDSC

Tinoziva kuti isu tinomuziva kana tichiteerera mirayiro yake. Munhu anoti, “Ndinomuziva,” asi asingaiti zvaanorayira, iyeye murevi wenhema, uye chokwadi hachizi maari. Asi kana munhu achiteerera shoko rake, zvirokwazvo rudo rwaMwari runokwaniswa maari. Izvi ndizvo zvatinoziva nazvo kuti tiri maari: Ani naani anozviti anogara maari anofanira kufamba sokufamba kwakaita Jesu.

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 2:3-6