Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Johani 2:3-6

1 Johani 2:3-6 SCLB

Chinoratidza kuti tinomuziva, kuchengeta mitemo yake. Munhu anoti ndinomuziva iye asingachengeti mitemo yake, munyepi uye chokwadi hachisi maari. Asi anochengeta shoko rake, maari rudo rwaMwari runobva rwanyatsozadzikiswa. Izvozvo ndizvo zvinobva zvatiratidza kuti takabatana naye. Munhu anoti ndinogara ndakabatana naye, anofanira kutevedzawo nzira yaakafamba nayo.

Verenga chikamu 1 Johani 2

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 Johani 2:3-6