Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 2:7-9

1 VaKorinde 2:7-9 BDSC

Kwete, tinotaura uchenjeri hwaMwari hwakavanzika, uchenjeri hwakanga hwakafukidzwa uye hwakatemerwa kubwinya kwedu naMwari nyika isati yavapo. Hakuna kana nomumwe wavabati venyika ino akahunzwisisa, nokuti dai vakahunzwisisa vangadai vasina kuroverera Ishe wokubwinya pamuchinjikwa. Asi sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Hakuna ziso rakaona, hakuna nzeve yakanzwa; hakuna zvakapinda mumurangariro womunhu, zvakagadzirirwa naMwari vaya vanomuda.”

Zvemahara. Hurongwa neZviverengwa zveKuzvipira maringe ne1 VaKorinde 2:7-9