Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 15:42-43

1 VaKorinde 15:42-43 BDSC

Ndizvo zvazvichazova pakumuka kwavakafa. Muviri unodyarwa uri unoparara, unomutswa usisaparari; unodyarwa pakuzvidzwa, unomutswa mukubwinya; unodyarwa muutera, unomutswa musimba