Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 12:25-26

1 VaKorinde 12:25-26 BDSC

kuitira kuti parege kuva nokupesana pamuviri, asi kuti mitezo ichengetane zvakaenzana. Kana mumwe mutezo uchitambudzika, mitezo yose inotambudzika pamwe chete nawo; kana mutezo mumwe ukakudzwa, mitezo yose inofara pamwe chete nawo.