Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 Vakorinde 12:25-26

1 Vakorinde 12:25-26 SCLB

izvi kuri kuti parege kuva nokupesana mumuviri asi kuti mitezo ienzane pakuchengetana. Kana mumwe mutezo ukarwadziwa yose inorwadziwa pamwechete. Kana mumwe mutezo ukakudzwa yose inofara pamwechete.