Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 11:24-25

1 VaKorinde 11:24-25 BDSC

uye mushure mokunge avonga, akachimedura akati, “Uyu ndiwo muviri wangu, unomedurirwa imi; itai izvi muchindirangarira.” Saizvozvowo, mushure mechirariro akatora mukombe, achiti, “Mukombe uyu ndiwo sungano itsva muropa rangu; itai izvi nguva dzose kana muchiunwa, muchindirangarira.”