Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

1 VaKorinde 11:24-25

1 VaKorinde 11:24-25 SNA2002

akati avonga, akachimedura, akati, “Uyu ndiwo muviri wangu unomedurirwa imi; itai izvi muchindirangarira.” Saizvozvowo, vakati vapedza kurarira, akatora mukombe, akati, “Mukombe uyu ndiyo sungano itsva muropa rangu; itai izvi, nguva dzose kana muchinwa, muchindirangarira.”