Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 6:10-11

Varoma 6:10-11 SCLB

Nokufa kwaakaita, kuchitadzo, akava munhu akafa chakamwe asi upenyu hwake iye zvino anoraramira Mwari. Naizvozvo imiwo munofanira kuzviona kuti, kuchitadzo muri vanhu vakafa; asi Mwari ari iye upenyu hwenyu muna Kristu Jesu.

Verenga chikamu Varoma 6