Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Varoma 6:10-11

Varoma 6:10-11 SNA2002

Nokuti pakufa kwake, akafa kamwe kwazvo kuzvivi; zvino pakurarama kwake, anorarama kuna Mwari. Saizvozvo nemiwo muzviti makafa kuzvivi, asi kuti muri vapenyu kuna Mwari, muna Kristu Jesu.

Verenga chikamu Varoma 6