Matenga ngaafare, nyika ngaipururudze, gungwa ngaritinhire nezvosewo zvizeremo, sango ngarifare kwazvo nezvosewo zvirimo. Miti yomusango ndopaichadaidzira nokufara, kufarira TENZI, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika.
Verenga chikamu Nziyo 96
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 96:11-13
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo