Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Nziyo 90:16-17

Nziyo 90:16-17 SCLB

Ratidzai mabasa enyu kuvaranda venyu uye mbiri yenyu kuvana vavo. Nyasha dzatenzi Mwari wedu ngadzive patiri. Basa ramaoko edu muite kuti ribudirire. Hongu ngaribudirire basa ramaoko edu.

Verenga chikamu Nziyo 90