Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mapisarema 90:16-17

Mapisarema 90:16-17 SNA2002

Zvamakaita ngazvionekwe navaranda venyu, Nokubwinya kwenyu pamusoro pavana vavo. Kunaka kwaJehovha Mwari wedu ngakuve pamusoro pedu; Mutisimbisire basa ramaoko edu; Zvirokwazvo, basa ramaoko edu murisimbise.