Asi, ini, wandinonamata ndimi TENZI. Ndipindureiwo Mwari panguva yakakodzera nemwoyochena wenyu, wakadai kuwanda nokununura kwenyu kusina chinotadzisa. Ndinunureiwo kuti ndirege kunyura mumadhaka, ndinunureiwo kumhandu dzangu uye kumvura yakadzika. Musarege mafashamo achindifukidza kana kumedzwa nemvura yakadzika gomba ngarirege kundizaririra mariri.
Verenga chikamu Nziyo 69
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Nziyo 69:13-15
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo